أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn مؤسس ومدير المنتدى
عدد المساهمات : 52644 العمر : 72
| موضوع: CHITSAUKO AL-KAUTHAR الخميس 28 يوليو 2022, 10:08 pm | |
| CHITSAUKO AL-KAUTHAR (RWIZI RWEKUPARADHISO) 108 Muzita raAllah, Vane Tsitsi, Vane Ngoni. 1. Zvirokwazvo, takakupa (Muhammad (SAW)) Al-Kauthar (Rwizi rwekuParadhiso). 2. Naizvozvo namata Tenzi vako uye vopira (kwavari chete). 3. Zvirokwazvo, uyo anokuvenga (Iwe Muhammad (SAW)) ndiye achaparadzwa. |
|