منتديات إنما المؤمنون إخوة (2024 - 2010) The Believers Are Brothers

(إسلامي.. ثقافي.. اجتماعي.. إعلامي.. علمي.. تاريخي.. دعوي.. تربوي.. طبي.. رياضي.. أدبي..)
 
الرئيسيةالأحداثأحدث الصورالتسجيل
(وما من كاتب إلا سيبلى ** ويبقى الدهر ما كتبت يداه) (فلا تكتب بكفك غير شيء ** يسرك في القيامة أن تراه)

IZHAR UL-HAQ

(Truth Revealed) By: Rahmatullah Kairanvi
قال الفيلسوف توماس كارليل في كتابه الأبطال عن رسول الله -صلى الله عليه وسلم-: "لقد أصبح من أكبر العار على أي فرد مُتمدين من أبناء هذا العصر؛ أن يُصْغِي إلى ما يظن من أنَّ دِينَ الإسلام كَذِبٌ، وأنَّ مُحَمَّداً -صلى الله عليه وسلم- خَدَّاعٌ مُزُوِّرٌ، وآنَ لنا أنْ نُحارب ما يُشَاعُ من مثل هذه الأقوال السَّخيفة المُخْجِلَةِ؛ فإنَّ الرِّسَالة التي أدَّاهَا ذلك الرَّسُولُ ما زالت السِّراج المُنير مُدَّةَ اثني عشر قرناً، لنحو مائتي مليون من الناس أمثالنا، خلقهم اللهُ الذي خلقنا، (وقت كتابة الفيلسوف توماس كارليل لهذا الكتاب)، إقرأ بقية كتاب الفيلسوف توماس كارليل عن سيدنا محمد -صلى الله عليه وسلم-، على هذا الرابط: محمد بن عبد الله -صلى الله عليه وسلم-.

يقول المستشرق الإسباني جان ليك في كتاب (العرب): "لا يمكن أن توصف حياة محمد بأحسن مما وصفها الله بقوله: (وَمَا أَرْسَلْنَاكَ إِلَّا رَحْمَةً لِّلْعَالَمِين) فكان محمدٌ رحمة حقيقية، وإني أصلي عليه بلهفة وشوق".
فَضَّلَ اللهُ مِصْرَ على سائر البُلدان، كما فَضَّلَ بعض الناس على بعض والأيام والليالي بعضها على بعض، والفضلُ على ضربين: في دِينٍ أو دُنْيَا، أو فيهما جميعاً، وقد فَضَّلَ اللهُ مِصْرَ وشَهِدَ لها في كتابهِ بالكَرَمِ وعِظَم المَنزلة وذَكَرَهَا باسمها وخَصَّهَا دُونَ غيرها، وكَرَّرَ ذِكْرَهَا، وأبَانَ فضلها في آياتٍ تُتْلَى من القرآن العظيم.
المهندس حسن فتحي فيلسوف العمارة ومهندس الفقراء: هو معماري مصري بارز، من مواليد مدينة الأسكندرية، وتخرَّجَ من المُهندس خانة بجامعة فؤاد الأول، اشْتُهِرَ بطرازهِ المعماري الفريد الذي استمَدَّ مَصَادِرَهُ مِنَ العِمَارَةِ الريفية النوبية المَبنية بالطوب اللبن، ومن البيوت والقصور بالقاهرة القديمة في العصرين المملوكي والعُثماني.
رُبَّ ضَارَّةٍ نَافِعَةٍ.. فوائدُ فيروس كورونا غير المتوقعة للبشرية أنَّه لم يكن يَخطرُ على بال أحَدِنَا منذ أن ظهر وباء فيروس كورونا المُستجد، أنْ يكونَ لهذه الجائحة فوائدُ وإيجابيات ملموسة أفادَت كوكب الأرض.. فكيف حدث ذلك؟!...
تخليص الإبريز في تلخيص باريز: هو الكتاب الذي ألّفَهُ الشيخ "رفاعة رافع الطهطاوي" رائد التنوير في العصر الحديث كما يُلَقَّب، ويُمَثِّلُ هذا الكتاب علامة بارزة من علامات التاريخ الثقافي المصري والعربي الحديث.
الشيخ علي الجرجاوي (رحمه الله) قَامَ برحلةٍ إلى اليابان العام 1906م لحُضُورِ مؤتمر الأديان بطوكيو، الذي دعا إليه الإمبراطور الياباني عُلَمَاءَ الأديان لعرض عقائد دينهم على الشعب الياباني، وقد أنفق على رحلته الشَّاقَّةِ من مَالِهِ الخاص، وكان رُكُوبُ البحر وسيلته؛ مِمَّا أتَاحَ لَهُ مُشَاهَدَةَ العَدِيدِ مِنَ المُدُنِ السَّاحِلِيَّةِ في أنحاء العالم، ويُعَدُّ أوَّلَ دَاعِيَةٍ للإسلام في بلاد اليابان في العصر الحديث.

أحْـلامٌ مِـنْ أبِـي (باراك أوباما) ***

 

 CHITSAUKO AL-QIYAAMAH

اذهب الى الأسفل 
كاتب الموضوعرسالة
أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn
مؤسس ومدير المنتدى
أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn


عدد المساهمات : 52644
العمر : 72

CHITSAUKO AL-QIYAAMAH Empty
مُساهمةموضوع: CHITSAUKO AL-QIYAAMAH   CHITSAUKO AL-QIYAAMAH Emptyالخميس 28 يوليو 2022, 5:39 pm

CHITSAUKO AL-QIYAAMAH
(ZUVA REKUMUTSWA) 75
Muzita raAllah, Vane Tsitsi, Vane Ngoni.
1. Ndinopika nezuva rokumutswa.
2. Zvekare ndinopika nemoyo unozvipomera mhaka (mutendi).
3. Asi munhu (asingatendi) anofunga kuti hatizounganidza mapfupa ake?
4. Hongu. Tinokwanisa kuunganidza minwe yake zvakarongeka.
5. Asi munhu (anoramba chiito chokumutswa kubva kuvafi nekutongwa saka naizvozvo) anoshuwira kuramba achiita zvitadzo.
6. Anobvunza: “Zuva iri rokumutswa richave rinhiko?”
7. Saka naizvozvo apo maziso paachabatwa nechipapadzungu (paachavhiringidzwa).
8. Zvekare mwedzi pauchadzikatidza (uchaora).
9. Uye apo pachabatanidzwa zuva nemwedzi (pazvichapindana).
10. Pazuva iroro munhu achati: “Ko ndekupiko kwekutizira?”
11. Kwete! Hakuna kwekuhwanda!
12. Kuna Tenzi vako pazuva iroro ndiko kuchange kune nzvimbo yekuzororera.
13. Pazuva iroro munhu acharondedzerwa (achaudzwa) maererano nezvaakaita zvaakatungamidza (zvakanaka nezvakaipa), zvekare nezvaakasiya (zvakanaka nezvakaipa).
14. Asi munhu achazvipupurira (sezvo nhengo dzomuviri wake (maoko, makumbo, ganda nezvimwewo) zvichitaura maererano nemabasa ake).
15. Nyangwe zvazvo anenge achipa maboterero (mirangariro).
16. Usatombofambisa rurimi rwako hako nayo (Qur’aan iwe Muhammad (SAW)) kuti rikurumidze kuuya kwauri.
17. Zvirokwazvo, zviri kwatiri isusu zvekuriunganidza uyezve nekukupa (iwe Muhammad (SAW)) masimba ekuriverenga (Qur’aan).
18. Naizvozvo kana tichinge takuverengera (Qur’aan iwe Muhammad (SAW)) kuburikidza naJibreel (Gabriel (AS)) saka tevedzera maverengero aro (Qur’aan).
19. Pedzezvo, zvirokwazvo zviri kwatiri isu kuti tinyatsoritsetsenura (tiri jekese) kwauri.
20. Kwete! (Semafungiro enyu, kuti imi (vanhu) hamuzomutswe kubva kuvafi uyezve nekutongwa pamwe nekupihwa mibairo yemabasa enyu), asi kuti munoda hupenyu hwepasi pano.
21. Zvekare, munokanganwa hupenyu hwekuAakhirah (hwamangwana).
22. Zvimwe zviso pazuva iroro zvichange zviri Naadirah (Zvichipenyerera).
23. Zvakatarisa kuna Tenzi vazvo (zviso izvozvo).
24. Zvekare zvimwe zviso pazuva iroro zvichange zviri Baasirah (zvakafinyama, zvakatsamwa kwete zvokutamba zviya, zvakasvibirira).
25. (Zviso izvi) zvichange zvichifunga kuti nhamo yavakuda kuzviwira.



CHITSAUKO AL-QIYAAMAH 2013_110
الرجوع الى أعلى الصفحة اذهب الى الأسفل
https://almomenoon1.0wn0.com/
أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn
مؤسس ومدير المنتدى
أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn


عدد المساهمات : 52644
العمر : 72

CHITSAUKO AL-QIYAAMAH Empty
مُساهمةموضوع: رد: CHITSAUKO AL-QIYAAMAH   CHITSAUKO AL-QIYAAMAH Emptyالخميس 28 يوليو 2022, 5:39 pm


26. Kwete! Kana (mweya womunhu) uchinge wasvika pabondo (mapfupa ari pedyo nehuro).
27. Zvekare zvichanzi: “Ndiani angamurape (uyezve nekumubatsira kubva kurufu)?”
28. Uyezve iye (uyo avakuda kufa) achatenda kuti yave nguva yekusiyana (rufu).
29. Zvekare rimwe gumbo richabatanidzwa nerimwe (aputirwa mumicheka yeKAFAN).
30. Pazuva iroro svudzo (kutinhirwa kwevanhu vese vakananga kuna Allah) inenge iri, kuna Tenzi vako (Allah)!
31. Saka naizvozvo, (uyo asingatendi) haana kutenda (muQur’aan neshoko raMuhammad (SAW)) kana kunamata!
32. Asi akaramba (Qur’aan neshoko raMuhammad (SAW)) pamwe nekufuratira!
33. Pedzezvo ndokuenda kune mhuri yake achizvikudza (achizvida chose)!
34. Yambiro kwauri (iwe usingatendi)! Uyezve (zvekare) yambiro kwauri!
35. Pedzezvo yambiro kwauri (iwe usingatendi)! Uyezve (zvekare) yambiro kwauri!
36. Asi munhu anofunga here kuti achangosiiwa (asina kutongeswa kana kuti asina kurangwa pamwe nekupihwa mibairo yake yezvaaiita naTenzi vake Allah)?
37. Akanga asiri Nutfah (urete hwababa naamai) here hwehurete hwakaburitswa?
38. Pedzezvo akava Alaqah (kagovo – karopa kakagwamba). Naizvozvo (Allah) ndokuzomuumba nekumunatsurudza zvakaenzana.
39. Naizvozvo kubva maari (Allah) vakagadzira zvisikwa zviviri (mhando mbiri), chirume nechikadzi.
40. Havasirivo here (Allah avo) vane simba rokupa hupenyu kuvafi? (Hongu! Allah vane masimba ekuita zvose).



CHITSAUKO AL-QIYAAMAH 2013_110
الرجوع الى أعلى الصفحة اذهب الى الأسفل
https://almomenoon1.0wn0.com/
 
CHITSAUKO AL-QIYAAMAH
الرجوع الى أعلى الصفحة 
صفحة 1 من اصل 1
 مواضيع مماثلة
-
» CHITSAUKO HUD
» CHITSAUKO AR-RA’D
» CHITSAUKO YAA – SEEN
» CHITSAUKO AL-AN’AAM
» CHITSAUKO AL-A’LA

صلاحيات هذا المنتدى:لاتستطيع الرد على المواضيع في هذا المنتدى
منتديات إنما المؤمنون إخوة (2024 - 2010) The Believers Are Brothers :: (English) :: The Holy Quran is translated :: Nechishona-
انتقل الى: