منتديات إنما المؤمنون إخوة (2024 - 2010) The Believers Are Brothers

(إسلامي.. ثقافي.. اجتماعي.. إعلامي.. علمي.. تاريخي.. دعوي.. تربوي.. طبي.. رياضي.. أدبي..)
 
الرئيسيةالأحداثأحدث الصورالتسجيل
(وما من كاتب إلا سيبلى ** ويبقى الدهر ما كتبت يداه) (فلا تكتب بكفك غير شيء ** يسرك في القيامة أن تراه)

IZHAR UL-HAQ

(Truth Revealed) By: Rahmatullah Kairanvi
قال الفيلسوف توماس كارليل في كتابه الأبطال عن رسول الله -صلى الله عليه وسلم-: "لقد أصبح من أكبر العار على أي فرد مُتمدين من أبناء هذا العصر؛ أن يُصْغِي إلى ما يظن من أنَّ دِينَ الإسلام كَذِبٌ، وأنَّ مُحَمَّداً -صلى الله عليه وسلم- خَدَّاعٌ مُزُوِّرٌ، وآنَ لنا أنْ نُحارب ما يُشَاعُ من مثل هذه الأقوال السَّخيفة المُخْجِلَةِ؛ فإنَّ الرِّسَالة التي أدَّاهَا ذلك الرَّسُولُ ما زالت السِّراج المُنير مُدَّةَ اثني عشر قرناً، لنحو مائتي مليون من الناس أمثالنا، خلقهم اللهُ الذي خلقنا، (وقت كتابة الفيلسوف توماس كارليل لهذا الكتاب)، إقرأ بقية كتاب الفيلسوف توماس كارليل عن سيدنا محمد -صلى الله عليه وسلم-، على هذا الرابط: محمد بن عبد الله -صلى الله عليه وسلم-.

يقول المستشرق الإسباني جان ليك في كتاب (العرب): "لا يمكن أن توصف حياة محمد بأحسن مما وصفها الله بقوله: (وَمَا أَرْسَلْنَاكَ إِلَّا رَحْمَةً لِّلْعَالَمِين) فكان محمدٌ رحمة حقيقية، وإني أصلي عليه بلهفة وشوق".
فَضَّلَ اللهُ مِصْرَ على سائر البُلدان، كما فَضَّلَ بعض الناس على بعض والأيام والليالي بعضها على بعض، والفضلُ على ضربين: في دِينٍ أو دُنْيَا، أو فيهما جميعاً، وقد فَضَّلَ اللهُ مِصْرَ وشَهِدَ لها في كتابهِ بالكَرَمِ وعِظَم المَنزلة وذَكَرَهَا باسمها وخَصَّهَا دُونَ غيرها، وكَرَّرَ ذِكْرَهَا، وأبَانَ فضلها في آياتٍ تُتْلَى من القرآن العظيم.
المهندس حسن فتحي فيلسوف العمارة ومهندس الفقراء: هو معماري مصري بارز، من مواليد مدينة الأسكندرية، وتخرَّجَ من المُهندس خانة بجامعة فؤاد الأول، اشْتُهِرَ بطرازهِ المعماري الفريد الذي استمَدَّ مَصَادِرَهُ مِنَ العِمَارَةِ الريفية النوبية المَبنية بالطوب اللبن، ومن البيوت والقصور بالقاهرة القديمة في العصرين المملوكي والعُثماني.
رُبَّ ضَارَّةٍ نَافِعَةٍ.. فوائدُ فيروس كورونا غير المتوقعة للبشرية أنَّه لم يكن يَخطرُ على بال أحَدِنَا منذ أن ظهر وباء فيروس كورونا المُستجد، أنْ يكونَ لهذه الجائحة فوائدُ وإيجابيات ملموسة أفادَت كوكب الأرض.. فكيف حدث ذلك؟!...
تخليص الإبريز في تلخيص باريز: هو الكتاب الذي ألّفَهُ الشيخ "رفاعة رافع الطهطاوي" رائد التنوير في العصر الحديث كما يُلَقَّب، ويُمَثِّلُ هذا الكتاب علامة بارزة من علامات التاريخ الثقافي المصري والعربي الحديث.
الشيخ علي الجرجاوي (رحمه الله) قَامَ برحلةٍ إلى اليابان العام 1906م لحُضُورِ مؤتمر الأديان بطوكيو، الذي دعا إليه الإمبراطور الياباني عُلَمَاءَ الأديان لعرض عقائد دينهم على الشعب الياباني، وقد أنفق على رحلته الشَّاقَّةِ من مَالِهِ الخاص، وكان رُكُوبُ البحر وسيلته؛ مِمَّا أتَاحَ لَهُ مُشَاهَدَةَ العَدِيدِ مِنَ المُدُنِ السَّاحِلِيَّةِ في أنحاء العالم، ويُعَدُّ أوَّلَ دَاعِيَةٍ للإسلام في بلاد اليابان في العصر الحديث.

أحْـلامٌ مِـنْ أبِـي (باراك أوباما) ***

 

 CHITSAUKO AL-MA’AARIJ

اذهب الى الأسفل 
كاتب الموضوعرسالة
أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn
مؤسس ومدير المنتدى
أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn


عدد المساهمات : 52644
العمر : 72

CHITSAUKO AL-MA’AARIJ Empty
مُساهمةموضوع: CHITSAUKO AL-MA’AARIJ   CHITSAUKO AL-MA’AARIJ Emptyالخميس 28 يوليو 2022, 4:47 pm

CHITSAUKO AL-MA’AARIJ
(NZIRA DZEKUKWIRA) 70
Muzita raAllah, Vane Tsitsi, Vane Ngoni.
1. Mubvunzi akabvunza maererano nemutongo uchaitika.
2. Kune vasingatendi, uyo usina anokwanisa kuudzivirira.
3. Kubva kuna Allah, Tenzi venzira dzekukwira.
4. Ngirozi neRooh (Gabriel) dzinokwira kwavari pazuva rakaenzana nemakore zvuru makumi mashanu.
5. Naizvozvo tsungirira (Iwe Muhammad (SAW)) kutsungirira kwakanaka.
6. Zvirokwazvo, vanouona (mutongo) seuri kure.
7. Asi tinouona uri padyo.
8. Zuva iro denga richaita kunge marara emafuta akavira.
9. Uye makomo achaita kunge marara eshinda.
10. Uye hapana shamwari ichabvunza shamwari.
11. Kunyangwe vachange vachionana (pazuva rokutongwa, asi hapana achataudza mumwe kana kubvunza). Mutadzi achashuvira kuzvibhadharira kubva kune marwadzo ezuva iroro nevana vake.
12. Uye mukadzi wake nemukoma wake.
13. Uye nehama dzake dzaimuchengeta.
14. Uye nevese vari panyika kuti vamubatsire (vamununure).
15. Hazvigoneke! Zvirokwazvo, uchange uri moto wekuGehena.
16. Uchitora (uchipisa) nyama yemusoro!
17. Uchisheedza uyo akafuratira nemusana wake nechiso chake (achisiya kutenda).
18. Achiunganidza (hupfumi) uye achiuvanza (kubva mukupa munzira yaAllah).
19. Zvirokwazvo, munhu akasikwa ane kusatsungirira.
20. Kana zvakaipa zvamubata anonyunyuta.
21. Uye kana zvakanaka zvamubata anonyima.
22. Kusara kweavo vanonamata (vanoita Swalaah).
23. Avo vanobatisisa minamato yavo.
24. Uye avo muhupfumi hwavo munekodzero dzinozivikana.
25. Kune anokumbira uye anoshaya (anorasikirwa nehupfumi wake uye upenyu womuomera).



CHITSAUKO AL-MA’AARIJ 2013_110
الرجوع الى أعلى الصفحة اذهب الى الأسفل
https://almomenoon1.0wn0.com/
أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn
مؤسس ومدير المنتدى
أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn


عدد المساهمات : 52644
العمر : 72

CHITSAUKO AL-MA’AARIJ Empty
مُساهمةموضوع: رد: CHITSAUKO AL-MA’AARIJ   CHITSAUKO AL-MA’AARIJ Emptyالخميس 28 يوليو 2022, 4:47 pm


26. Uye avo vanotenda muzuva rekutongwa.
27. Uye avo vanotya mutongo waTenzi vavo.
28. Zvirokwazvo, mutongo waTenzi vavo ndeuyo usina ani nani angazvidzivirire.
29. Uye avo vanochengetedza nhengo dzavo dzakavanzika (kubva muhupombwe nedzimwe nzira dzisiri pamutemo dzekuzvifadza nadzo).
30. Kunze kwekuvakadzi vavo kana (varandakadzi) vari mumaoko avo ekurudyi. Kwavari hakuna kupomerwa mhosva.
31. Asi uyo achatsvaka zvinopfurikidza ipapo, ndivo avo vatadzi (vanopfurikidza mwero).
32. Uye avo vanochengeta vimbiso dzavo nemhiko.
33. Uye avo vanomira zvakadzama pauchapupu hwavo.
34. Uye avo vanochengetedza zvakanaka minamato yavo (Swalaah).
35. Vakadaro ndivo vachagara muParadhiso vachiremekedzwa.
36. Naizvozvo sei avo vasingatendi vachimhanyira kukuteerera (Iwe Muhammad (SAW), kuti vave vanokuramba kana kukuseka)?
37. (Vakagara) Muzvikwata zvikwata kurudyi nekuruboshwe (kwako iwe Muhammad (SAW))?
38. Munhu wese pakati pavo anoshuvira here kupinda Paradhiso remafaro?
39. Kwete! Zvirokwazvo, takavasika kubva kune izvo zvavanoziva!
40. Naizvozvo ndinopika naTenzi vemabvazuva nemadokero kuti zvokwadi tinokwanisa
41. Kuunza vamwe vari nani pachinzvimbo chavo; uye hapana vanotikunda.
42. Naizvozvo vasiyei vachitaura mukuzvikudza nekutamba kudzamara vasangana nezuva ravo iro ravakavimbiswa.
43. Zuva iro ravachabuda mumakuva nekuchimbidza sevari kumhanyira kune chinangwa.
44. Maziso avo akatarisa pasi nekutya uye nekuzvininipisa, vakazara nekuzvidzikisira! Iro ndiro zuva ravakavimbiswa!



CHITSAUKO AL-MA’AARIJ 2013_110
الرجوع الى أعلى الصفحة اذهب الى الأسفل
https://almomenoon1.0wn0.com/
 
CHITSAUKO AL-MA’AARIJ
الرجوع الى أعلى الصفحة 
صفحة 1 من اصل 1
 مواضيع مماثلة
-
» 70 - Al-Ma'aarij
» 70 - Al-Ma'aarij
» 70 - Al-Ma'aarij
» 70 - Al-Ma'aarij
» 70. Al-Ma'aarij

صلاحيات هذا المنتدى:لاتستطيع الرد على المواضيع في هذا المنتدى
منتديات إنما المؤمنون إخوة (2024 - 2010) The Believers Are Brothers :: (English) :: The Holy Quran is translated :: Nechishona-
انتقل الى: