منتديات إنما المؤمنون إخوة (2024 - 2010) The Believers Are Brothers

(إسلامي.. ثقافي.. اجتماعي.. إعلامي.. علمي.. تاريخي.. دعوي.. تربوي.. طبي.. رياضي.. أدبي..)
 
الرئيسيةالأحداثأحدث الصورالتسجيل
(وما من كاتب إلا سيبلى ** ويبقى الدهر ما كتبت يداه) (فلا تكتب بكفك غير شيء ** يسرك في القيامة أن تراه)

IZHAR UL-HAQ

(Truth Revealed) By: Rahmatullah Kairanvi
قال الفيلسوف توماس كارليل في كتابه الأبطال عن رسول الله -صلى الله عليه وسلم-: "لقد أصبح من أكبر العار على أي فرد مُتمدين من أبناء هذا العصر؛ أن يُصْغِي إلى ما يظن من أنَّ دِينَ الإسلام كَذِبٌ، وأنَّ مُحَمَّداً -صلى الله عليه وسلم- خَدَّاعٌ مُزُوِّرٌ، وآنَ لنا أنْ نُحارب ما يُشَاعُ من مثل هذه الأقوال السَّخيفة المُخْجِلَةِ؛ فإنَّ الرِّسَالة التي أدَّاهَا ذلك الرَّسُولُ ما زالت السِّراج المُنير مُدَّةَ اثني عشر قرناً، لنحو مائتي مليون من الناس أمثالنا، خلقهم اللهُ الذي خلقنا، (وقت كتابة الفيلسوف توماس كارليل لهذا الكتاب)، إقرأ بقية كتاب الفيلسوف توماس كارليل عن سيدنا محمد -صلى الله عليه وسلم-، على هذا الرابط: محمد بن عبد الله -صلى الله عليه وسلم-.

يقول المستشرق الإسباني جان ليك في كتاب (العرب): "لا يمكن أن توصف حياة محمد بأحسن مما وصفها الله بقوله: (وَمَا أَرْسَلْنَاكَ إِلَّا رَحْمَةً لِّلْعَالَمِين) فكان محمدٌ رحمة حقيقية، وإني أصلي عليه بلهفة وشوق".
فَضَّلَ اللهُ مِصْرَ على سائر البُلدان، كما فَضَّلَ بعض الناس على بعض والأيام والليالي بعضها على بعض، والفضلُ على ضربين: في دِينٍ أو دُنْيَا، أو فيهما جميعاً، وقد فَضَّلَ اللهُ مِصْرَ وشَهِدَ لها في كتابهِ بالكَرَمِ وعِظَم المَنزلة وذَكَرَهَا باسمها وخَصَّهَا دُونَ غيرها، وكَرَّرَ ذِكْرَهَا، وأبَانَ فضلها في آياتٍ تُتْلَى من القرآن العظيم.
المهندس حسن فتحي فيلسوف العمارة ومهندس الفقراء: هو معماري مصري بارز، من مواليد مدينة الأسكندرية، وتخرَّجَ من المُهندس خانة بجامعة فؤاد الأول، اشْتُهِرَ بطرازهِ المعماري الفريد الذي استمَدَّ مَصَادِرَهُ مِنَ العِمَارَةِ الريفية النوبية المَبنية بالطوب اللبن، ومن البيوت والقصور بالقاهرة القديمة في العصرين المملوكي والعُثماني.
رُبَّ ضَارَّةٍ نَافِعَةٍ.. فوائدُ فيروس كورونا غير المتوقعة للبشرية أنَّه لم يكن يَخطرُ على بال أحَدِنَا منذ أن ظهر وباء فيروس كورونا المُستجد، أنْ يكونَ لهذه الجائحة فوائدُ وإيجابيات ملموسة أفادَت كوكب الأرض.. فكيف حدث ذلك؟!...
تخليص الإبريز في تلخيص باريز: هو الكتاب الذي ألّفَهُ الشيخ "رفاعة رافع الطهطاوي" رائد التنوير في العصر الحديث كما يُلَقَّب، ويُمَثِّلُ هذا الكتاب علامة بارزة من علامات التاريخ الثقافي المصري والعربي الحديث.
الشيخ علي الجرجاوي (رحمه الله) قَامَ برحلةٍ إلى اليابان العام 1906م لحُضُورِ مؤتمر الأديان بطوكيو، الذي دعا إليه الإمبراطور الياباني عُلَمَاءَ الأديان لعرض عقائد دينهم على الشعب الياباني، وقد أنفق على رحلته الشَّاقَّةِ من مَالِهِ الخاص، وكان رُكُوبُ البحر وسيلته؛ مِمَّا أتَاحَ لَهُ مُشَاهَدَةَ العَدِيدِ مِنَ المُدُنِ السَّاحِلِيَّةِ في أنحاء العالم، ويُعَدُّ أوَّلَ دَاعِيَةٍ للإسلام في بلاد اليابان في العصر الحديث.

أحْـلامٌ مِـنْ أبِـي (باراك أوباما) ***

 

 CHITSAUKO AL-HAAQQAH

اذهب الى الأسفل 
كاتب الموضوعرسالة
أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn
مؤسس ومدير المنتدى
أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn


عدد المساهمات : 52644
العمر : 72

CHITSAUKO AL-HAAQQAH Empty
مُساهمةموضوع: CHITSAUKO AL-HAAQQAH   CHITSAUKO AL-HAAQQAH Emptyالخميس 28 يوليو 2022, 4:46 pm

CHITSAUKO AL-HAAQQAH
(RECHOKWADI) 69
Muzita raAllah, Vane Tsitsi, Vane Ngoni.
1. Rechokwadi (Zuva rekutongwa)!
2. Chii chacho chechokwadi?
3. Uyezve chii chingakuite kuti uzive chechokwadi chacho kuti chii?
4. MaThamood nemaAad vakaramba Al-Qaari’ah (kusvika kwezuva rekutongwa).
5. Vari semaThamood, vakaparadzwa neruzha rwakasimba!
6. Uye vari semaAad, vakaparadzwa nemhepo yakasimba!
7. Iyo yavakatarirwa (naAllah) kwehusiku hunomwe nemazuva masere achitevedzana, zvokuti waiona varume vakarara sekunge ingwanda dzemiti yemadheti!
8. Uri kuona here zvakasara zvavo?
9. Uye Farawo, neavo vaiva mushure make, uye nemaguta (evanhu vaLoti) akatsindikirwa vaiita zvitadzo.
10. Uye havana kuteerera mutumwa waTenzi vavo, nokudaro vakavapa marwadzo akaomarara.
11. Zvirokwazo, apo mvura payakapfachukira (mvura yaNowa), takakutakurai (imi vanhu) muri pamusoro payo (mungarava yakagadzirwa naNowa).
12. Kuti tiyiite (ngarava yaNowa) kuti ive chiyeuchidzo kwamuri, uye kuti nzeve inonzwisisa ive inonzwa.
13. Nokudaro apo pacharidzwa hwamanda zvine simba kamwechete (Kuridza kwekutanga).
14. Uye nyika nemakomo zvichabviswa panzvimbo dzawo, uye zvoputswa kamwechete.
15. Zuva iro chiitiko chikuru chichaiitika.
16. Uye denga richatsemuka. Pazuva iri richava nyore (kutsemuka) nekudambuka.
17. Uye ngirozi dzichava mumativi arwo, uye ngirozi sere dzichange dzakatakura chigaro chehumambo hwaTenzi vako pamusoro padzo zuva iri.
18. Zuva iri muchaunzwa kuhutongi, (uye) hapana chakavanzika chenyu chichavigwa.
19. Nokudaro kune uyo achapihwa zvinyorwa zvake (bhuku) kuruoko rwerudyi achati: “Kuno!
Verengai zvinyorwa zvangu!”
20. “Zvirokwazvo ini ndaitenda kuti ndichasangana nekutongwa kwangu!”
21. Nokudaro achava muupenyu wemufaro.
22. Mubindu rakakwiridzirwa (Paradhiso).
23. Michero iri bumbu iri pazasi uye pedyo.
24. Idyai nekunwa makadekara izvo zvamakatungamidza mazuva apfuura!
25. Asi kune uyo achapihwa zvinyorwa zvake (bhuku) kuruoko rweruboshwe achati: “Dai hangu ndisina kupihwa chinyorwa changu!”



CHITSAUKO AL-HAAQQAH 2013_110
الرجوع الى أعلى الصفحة اذهب الى الأسفل
https://almomenoon1.0wn0.com/
أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn
مؤسس ومدير المنتدى
أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn


عدد المساهمات : 52644
العمر : 72

CHITSAUKO AL-HAAQQAH Empty
مُساهمةموضوع: رد: CHITSAUKO AL-HAAQQAH   CHITSAUKO AL-HAAQQAH Emptyالخميس 28 يوليو 2022, 4:46 pm


26. “Uyezve ndisingazive kuti mutongo wangu wakamira sei!”
27. “Dai (rufu) rwakaita magumo angu!”
28. “Hupfumi hwangu hauna kundidzivirira!”
29. “Simba rangu (hutongi) hwabva pandiri!”
30. (Zvichanzi): “Mubatei momusunga!”
31. “Mobva mamukanda murimi remoto!”
32. “Mobva mamusunga nengetani kureba kwadzo makumi manomwe ehonokono!”
33. Zvirokwazvo, anga asingatendi muna Allah mukuru wezvose.
34. Uye aive asingakurudziri kuti varombo vapihwe chekudya.
35. Nokudaro haana shamwari yaanayo pano zuva ranhasi.
36. Kana chokudya kunze kwemvura dzezvironda (nemakwati).
37. Hakuna anoadya kunze kwevatadzi (nevasingatendi).
38. Uye ndinopika neizvo zvose zvamunoona.
39. Uyezve neizvo zvose zvamusingaoni.
40. Kuti zvirokwazvo, ishoko remutumwa anoremekedzwa (Gabriel kana kuti Muhammad(SAW) raaunza kubva kuna Allah).
41. Haasi mashoko anyanduri. Zvishoma ndizvo zvamunotenda!
42. Kana kuti mashoko emufemberi. Zvishoma ndizvo zvamunorangarira!
43. (Aya mashoko) akadzikiswa kubva kuna Tenzi vezvinhu zvese.
44. Dai (Muhammad (SAW)) aitaura mashoko enhema maererano nesu (Allah).
45. Zvirokwazvo taimubata neruoko rwake rwerudyi.
46. Uye tomudambura tsinga dzake dzeupenyu.
47. Uye hapana mumwechete wenyu aikwanisa kutitadzisa kumuranga.
48. Uye zvirokwazvo, iri (Qur’aan) murangaridzo wevatsvene (Qur’aan 2: 2).
49. Uye zvirokwazvo, tinoziva kuti pakati penyu pane vamwe vanoriramba.
50. Uye zvirokwazvo, iri (Qur’aan) richava chirwadzo kune avo vasingatendi (Pazuva rekutongwa).
51. Uye zvirokwazvo, iri (Qur’aan) ichokwadi chiri pachena.
52. Nokudaro rumbidza zita raTenzi vako, mukuru mukuru wezvose.



CHITSAUKO AL-HAAQQAH 2013_110
الرجوع الى أعلى الصفحة اذهب الى الأسفل
https://almomenoon1.0wn0.com/
 
CHITSAUKO AL-HAAQQAH
الرجوع الى أعلى الصفحة 
صفحة 1 من اصل 1
 مواضيع مماثلة
-
» CHITSAUKO AL-A’LA
» CHITSAUKO HUD
» CHITSAUKO AR-RA’D
» CHITSAUKO YAA – SEEN
» CHITSAUKO AL-AN’AAM

صلاحيات هذا المنتدى:لاتستطيع الرد على المواضيع في هذا المنتدى
منتديات إنما المؤمنون إخوة (2024 - 2010) The Believers Are Brothers :: (English) :: The Holy Quran is translated :: Nechishona-
انتقل الى: