أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn مؤسس ومدير المنتدى
عدد المساهمات : 52644 العمر : 72
| موضوع: CHITSAUKO AL-KAAFIROON الخميس 28 يوليو 2022, 10:09 pm | |
| CHITSAUKO AL-KAAFIROON (VASINGATENDI) 109 Muzita raAllah, Vane Tsitsi, Vane Ngoni. 1. Iti (Iwe Muhammad (SAW)): “Imi vasingatendi (muna Allah, muhumwechete wavo, ngirozi dzavo, Mabhuku avo, vatumwa vavo, muzuva rekutongwa, uye kuti zvose zvinoitika nokuda kwavo (Allah))! 2. Ini handinamati izvo zvamunonamata. 3. Uye imi hamunamati zvandinonamata 4. Uye ini handizombonamati zvamunonamata. 5. Uye imi hamuzombonamati izvo zvandinonamata. 6. Kwamuri mune chitendero chenyu, uye ini kwandiri ndine chitendero changu.” |
|