أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn مؤسس ومدير المنتدى
عدد المساهمات : 52644 العمر : 72
| موضوع: CHITSAUKO AN-NAAS (VANHU) الخميس 28 يوليو 2022, 10:15 pm | |
| CHITSAUKO AN-NAAS (VANHU) 114 Muzita raAllah, Vane Tsitsi, Vane Ngoni. 1. Iti: “Ndinotsvaga kuchengetedzwa na(Allah), Tenzi wevanhu. 2. Mambo wevanhu. 3. Mwari wevanhu. 4. Kubva kuhuipi hwemuzevezeri (Satani anozevezera mumoyo yevanhu), uye obva (kubva mukuzevezera kwake mumoyo wemunhu mushure mokunge afunga Allah). 5. Uyo anozevezera muzvipfuva zvevanhu. 6. Kubva kumaJinn (Zvisikwa zvakasikwa nemoto) nevanhu.” --------------------------------- Da’wah Zimbabwe www.dawahzimbabwe.org www.facebook.com/dawahzimbabwe Twitter: @DawahZim Whatsapp: +263 713 295 123 |
|