أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn مؤسس ومدير المنتدى
عدد المساهمات : 52644 العمر : 72
| موضوع: CHITSAUKO AL-FALAQ الخميس 28 يوليو 2022, 10:14 pm | |
| CHITSAUKO AL-FALAQ (KUBUDA KWEZUVA) 113 Muzita raAllah, Vane Tsitsi, Vane Ngoni. 1. Iti: “Ndinotsvaga chengetedzo muna (Allah), Tenzi vekubuda kwezuva (mangwanani). 2. Kubva kune zvakaipa zvavakasika. 3. Uye kubva kune zvakaipa zverima (usiku kana hwauya nerima). 4. Uye kubva mune zvakaipa zveavo vanoita huroi kana vachifuridza chishwe (funda). 5. Uye kubva kune zvakaipa zveuyo ane shanje kana achiita shanje.” |
|