أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn مؤسس ومدير المنتدى
عدد المساهمات : 52644 العمر : 72
| موضوع: CHITSAUKO AL-IKHLAAS الخميس 28 يوليو 2022, 10:13 pm | |
| CHITSAUKO AL-IKHLAAS (KUCHENA) 112 Muzita raAllah, Vane Tsitsi, Vane Ngoni. 1. Iti (Iwe Muhammad (SAW)): “NdiAllah, Vamwechete. 2. Allah vanodiwa nezvisikwa zvose (asi ivo hapana chavanoda). 3. Havabereki vana, kuti ivo havana kuberekwa. 4. Hakuna mumwe akafanana navo kana kuti kuenzaniswa navo.” |
|