أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn مؤسس ومدير المنتدى
عدد المساهمات : 52691 العمر : 72
| موضوع: CHITSAUKO AL-MASAD (GAVI) الخميس 28 يوليو 2022, 10:12 pm | |
| CHITSAUKO AL-MASAD (GAVI) 111 Muzita raAllah, Vane Tsitsi, Vane Ngoni. 1. Ngaaparadzwe maoko aAbu Lahab uye ngaaparadzwe. 2. Upfumi hwake nevana vake hazvisi kana kuzomubetsera. 3. Achapiswa mumoto uye une viriri rinobvira. 4. Uye mukadzi wake achange akatakura huni. 5. Muhuro make muchange muine tambo yemadheti yakakoswa yegavi nemurara. |
|