أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn مؤسس ومدير المنتدى
عدد المساهمات : 52644 العمر : 72
| موضوع: CHITSAUKO QURAISH الخميس 28 يوليو 2022, 10:06 pm | |
| CHITSAUKO QURAISH 106 Muzita raAllah, Vane Tsitsi, Vane Ngoni. 1. (Mufaro mukuru kubva kuna Allah) nechengetedzo kumaQuraish. 2. Kuchengetedzwa kwavo pakufamba (vachienda kunotengesa) munguva yechando nenguva yekupisa. 3. Naizvozvo, ngavanamate (Allah) Tenzi ve imba iyi (Ka’bah ku Makkah). 4. Avo vanovapa chikafu kubva munzara, uye vanovachengetedza kubva mukutya. |
|