أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn مؤسس ومدير المنتدى
عدد المساهمات : 52644 العمر : 72
| موضوع: CHITSAUKO AT-TAKAATHUR الخميس 28 يوليو 2022, 10:02 pm | |
| CHITSAUKO AT-TAKAATHUR (KUUNGANIDZA) 102 Muzita raAllah, Vane Tsitsi, Vane Ngoni. 1. Kuunganidza (zvenyika) kunokuitai kuti murivare. 2. Kusvikira mashanyira makuva (mafa). 3. Kwete! Muchasvika pakuziva! 4. Zvakare kwete! Muchasvika pakuziva! 5. Kwete! Dai maiziva noruzivo rwechokwadi (magumo ekuunganidza, maisadaro). 6. Zvirokwazvo, muchaona viriri remoto (weGehena)! 7. Uye zvakare, muchauona (iwo moto) nemeso akajeka! 8. Uye nezuva iroro zvirokwazvo muchabvunzwa nezvemafaro (zvamaiita panyika)! |
|