أحمد محمد لبن Ahmad.M.Lbn مؤسس ومدير المنتدى
عدد المساهمات : 52644 العمر : 72
| موضوع: CHITSAUKO ASH-SHARH الخميس 28 يوليو 2022, 9:16 pm | |
| CHITSAUKO ASH-SHARH (KUVHURA) 94 Muzita raAllah, Vane Tsitsi, Vane Ngoni. 1. Hatina here kukuvhura chipfuva chako (Iwe Muhammad (SAW))? 2. Uye tikabvisa kubva kwauri misengwa yako, 3. Iyo yairemera musana wako (yaidzikisira chimiro chako)? 4. Uye tikasimudzira kuzivikanwa kwako? 5. Zvirokwazvo, pane matambudziko pane kugarika. 6. Zvirokwazvo, pane matambudziko pane kugarika. 7. Naizvozvo kana wapedza (basa rako), zvipire (kuna Allah uchivanamata). 8. Uye kuna Tenzi vako zvipire nekuvimba kwako kwose. |
|